Menu

MAPISAREMA 131

BIB

1 Haiwa Jehovha, mwoyo wangu hauzvikudzi, meso angu haana manyawi; handina hanya nezvinhu zvikuru kana zvinhu zvinonyanya kushamisa. 2 Asi ndakadzikamisa uye ndakanyaradza mweya wangu; somwana akarumurwa namai vake, somwana akarumurwa, ndizvo zvakaita mweya wangu mandiri. 3 Haiwa Israeri, isai tariro yenyu pana Jehovha, kubva zvino nokusingaperi.

Everything we make is available for free because of a generous community of supporters.

Donate